Korpus: sna-zw_web_2018_10K

Weitere Korpora

4.5.2.5 Sentences consisting of short words only I

30 sentences with longest word of minimal length

max length sentence
6 Maoko ake akabva ati twasu akaoma kunge simbi.
6 Ngaave ane makore 24 – 27 ane mwana wake kana asina.
6 Nyika ino yazara huipi, mbavha, huori nekuda mari.
7 Anenge achida kutaura neni ndibate pa0775 162 775. Makadii?
7 Anoda ndibate pa0733 324 077 asi call me back kwete.
7 Asi anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga.”
7 Asi iko zvino ndave kutoona kuti patoita nyaya.”
7 Asi ndipo potoona mumwe anoita zveje-e kuti Mwari akauya?
7 Auya kuno nekuti ndiri sahwira wababa vake.
7 Haagute vakadzi uyu (Dongo), ane vakadzi hobho.
7 Haana kana matyira ekuti ndiri mukoma wake, ndini ndatova muvengi wake.
7 “Handidi kuti MSUAS iite seisina gwara.
7 Hatisi ana mwari, hatisi ngirozi kana zvikara, asi tiri vanhu vari patambo.
7 Hausi munyama kuti tiri kufira nyama inoora.
7 Hohwa ihoho zvikare haudi kudyiwa huri hunyoro.
7 “Ini ndinoda mombe chaiyo kuvanhu ava kuti mhosva iyi ipere.
7 Inotora nguva yakati darikei dzimwe mhando kuti iibve.
7 Kana ari mukadzi ari kuchata anonzi mwenga kana kuti muchati.
7 Kana iri mombe nzombe inonzi handira, ngunzi kana kuti ngavi.
7 Kana ukabata nzeve yenzou usaudze vanhu kuti nzou inenge gumbeze.
7 Kudai taive tisina kusvika, kamba iyi yaigona kufa.
7 Kudya ikoko kunonzi mabumbe kana kuti undu.
7 Kumuita mukadzi ikoko kunoita kuti vanhu ivava mari yavo iwande.
7 Kuti Seed Co ndokuti mbeu, kuti mbeu ndokuti Seed Co.
7 Makare angu ndaiva ndakati nenyika ino yese tekeshe.
7 “Mbatya dzevana ava hatina, izvozvi vari kufamba vasina shangu.
7 Mhasa kana kuti hukwe ndiro zvakare bonde.
7 Mhuri inoda nguva nababa vayo,” anodaro Pasuwa.
7 Monika ashayei, kusaita mukoti zvake hakusi kuda.
7 Munhu munhu nevanhu, uye munhu wese ane hama.
1355 msec needed at 2023-11-19 01:05